1 Petro 5:1 BDMCS

1 Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti:

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 5

Maonero 1 Petro 5:1 akapoteredza