1 Timoti 4:6 BDMCS

6 Kana ukadzidzisa hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, akarerwa muzvokwadi yokutenda uye nedzidziso yakanaka yawakatevera.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 4

Maonero 1 Timoti 4:6 akapoteredza