1 Vakorinde 10:13 BDMCS

13 Hakuna muedzo wakakuwirai imi, kunze kwaiwo unowira munhu wose. Uye Mwari akatendeka, haangatenderi kuti muedzwe kupfuura pamunogona napo. Asi kana muchiedzwa, iye achakupai nzira yokubuda nayo kuti mugone kutsunga pairi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 10

Maonero 1 Vakorinde 10:13 akapoteredza