21 Kuna vasina murayiro, ndakava somunhu asina murayiro (kunyange zvangu ndisina kusununguka kubva pamurayiro waMwari, ndiri pasi pomurayiro waKristu), kuti ndiwane vaya vasina murayiro.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9
Maonero 1 Vakorinde 9:21 akapoteredza