1 Vakorinde 9:7 BDMCS

7 Ndianiko angandorwa muhondo achizviripira mubayiro? Ndianiko angasima munda wamazambiringa uye akasadya mazambiringa acho? Ndianiko angafudza makwai uye akasanwa mukaka wawo?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 9

Maonero 1 Vakorinde 9:7 akapoteredza