Jakobho 4:2 BDMCS

2 Munoda chimwe chinhu asi hamuchiwani. Munouraya uye munochiva, asi hamugoni kuwana zvamunoda. Munokakavadzana uye munorwa. Hamuna chinhu, nokuti hamukumbiri Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Jakobho 4

Maonero Jakobho 4:2 akapoteredza