Johani 13:18 BDMCS

18 “Handirevi kwamuri mose; ini ndinoziva avo vandakasarudza. Asi uku ndiko kuzadzisa Rugwaro runoti, ‘Uyo anogovana neni chingwa andisimudzira chitsitsinho chake kuzorwa neni.’

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 13

Maonero Johani 13:18 akapoteredza