Johani 14:17 BDMCS

17 iye Mweya wechokwadi. Nyika haigoni kumugamuchira, nokuti haimuoni uye haimuzivi. Asi imi munomuziva, nokuti agere nemi uye achava mukati menyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 14

Maonero Johani 14:17 akapoteredza