Johani 18:23 BDMCS

23 Jesu akapindura akati, “Kana ndataura chimwe chinhu chakaipa, taura kuti chakaipa ndechipi. Asi kana ndataura chokwadi, seiko wandirova?”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 18

Maonero Johani 18:23 akapoteredza