Johani 2:6 BDMCS

6 Pakare ipapo pakanga pana makate amabwe matanhatu, anoshandiswa navaJudha patsika dzavo dzokushamba, rimwe nerimwe raizara namarita ari pakati pamakumi mapfumbamwe nezana namakumi mana.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 2

Maonero Johani 2:6 akapoteredza