Johani 3:2 BDMCS

2 Akauya kuna Jesu usiku akati, “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna Mwari. Nokuti hakuna munhu angagona kuita zviratidzo zvamunoita kana Mwari asinaye.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 3

Maonero Johani 3:2 akapoteredza