Johani 6:58 BDMCS

58 Ichi ndicho chingwa chakaburuka kubva kudenga. Madzitateguru enyu akadya mana uye akafa, asi ani naani anodya chingwa ichi achararama nokusingaperi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 6

Maonero Johani 6:58 akapoteredza