Johani 8:28 BDMCS

28 Saka Jesu akati kwavari, “Pamuchasimudza Mwanakomana woMunhu, ipapo ndipo pamuchaziva kuti ndini iye, uye kuti handina chinhu chandinoita ndoga asi ndinotaura zvandakadzidziswa naBaba zvoga.

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 8

Maonero Johani 8:28 akapoteredza