Johani 9:15 BDMCS

15 Naizvozvo vaFarisi vakamubvunzawo kuti akasvinudzwa sei. Murume uya akapindura akati, “Aisa dope pameso angu uye ndikandoshamba, zvino ndava kuona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Johani 9

Maonero Johani 9:15 akapoteredza