20 Izvi zvakatora makore anenge mazana mana namakumi mashanu. Shure kwaizvozvi, Mwari akavapa vatongi kusvikira panguva yaSamueri muprofita.
Verenga chitsauko zvakakwana Mabasa Avapostori 13
Maonero Mabasa Avapostori 13:20 akapoteredza