Mateo 10:23 BDMCS

23 Kana mukatambudzwa mune rimwe guta, tizirai kune rimwe. Ndinokuudzai chokwadi kuti hamungapoteredzi maguta ose omuIsraeri Mwanakomana woMunhu asati adzoka.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 10

Maonero Mateo 10:23 akapoteredza