Mateo 13:15 BDMCS

15 Nokuti mwoyo yavanhu ava mikukutu,havatombonzwi nenzeve dzavo,uye vakatsinzina meso avo.Zvichida vangaona nameso avo, vakanzwa nenzeve dzavo,vakanzwisisa nemwoyo yavo,vakapinduka,uye ndigovaporesa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 13

Maonero Mateo 13:15 akapoteredza