Mateo 2:15 BDMCS

15 kwaakandogara kusvikira Herodhi afa. Saizvozvo zvakazadziswa zvakanga zvataurwa naShe kubudikidza nomuprofita achiti, “Ndakadana mwanakomana wangu kubva kuIjipiti.”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 2

Maonero Mateo 2:15 akapoteredza