Mateo 22:16 BDMCS

16 Vakatuma vadzidzi vavo kwaari pamwe chete navaHerodhi. Vakati, “Mudzidzisi, tinoziva kuti muri munhu akarurama uye kuti munodzidzisa nzira yaMwari zviri maererano nechokwadi. Hamutsauswi navanhu nokuti hamutarisi kuti ndivanaani.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22

Maonero Mateo 22:16 akapoteredza