21 Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”
Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 22
Maonero Mateo 22:21 akapoteredza