Mateo 26:18 BDMCS

18 Akavapindura akati, “Endai muguta kuno mumwe murume munosvikomuudza kuti, ‘Mudzidzisi anoti: Nguva yangu yakatarwa yava pedyo. Ndichapemberera Pasika navadzidzi vangu mumba mako.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:18 akapoteredza