Mateo 26:47 BDMCS

47 Paakanga achiri kutaura kudaro, Judhasi, mumwe wevane gumi navaviri akasvika. Akauya navanhu vazhinji vakanga vakabata minondo netsvimbo, vakanga vatumwa navaprista, vakuru navakuru vavanhu.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 26

Maonero Mateo 26:47 akapoteredza