Mateo 7:25 BDMCS

25 Mvura yakanaya, nzizi dzikazara, uye dutu remhepo rakauya rikarova imba iya, asi haina kuputsika, nokuti hwaro hwayo hwaiva paruware.

Verenga chitsauko zvakakwana Mateo 7

Maonero Mateo 7:25 akapoteredza