Ruka 1:21 BDMCS

21 Zvichakadaro, vanhu vakanga vakamirira Zekaria vakashamiswa kuti akanga atora nguva yakareba kudai seiko ari mutemberi.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 1

Maonero Ruka 1:21 akapoteredza