20 Kunyange zvakadaro hazvo, musafara nokuti mweya yakaipa inozviisa pasi penyu, asi farai kuti mazita enyu akanyorwa kudenga.”
Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 10
Maonero Ruka 10:20 akapoteredza