Ruka 10:22 BDMCS

22 “Zvinhu zvose ndakazvipiwa naBaba vangu. Hakuna munhu anoziva kuti Mwanakomana ndiani kunze kwaBaba, uye hakuna munhu anoziva kuti Baba ndiani kunze kwoMwanakomana, uye naavo Mwanakomana vaanenge asarudza kuvazarurira.”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 10

Maonero Ruka 10:22 akapoteredza