Ruka 13:7 BDMCS

7 Saka akati kumurume akanga achichengeta munda wemizambiringa, ‘Zvino ava makore matatu andanga ndichiuya kuzotsvaka muchero pamuonde uyu uye handisati ndambowana chinhu. Utemere pasi! Seiko uchishandisa ivhu pasina?’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 13

Maonero Ruka 13:7 akapoteredza