Ruka 16:5 BDMCS

5 “Saka akadana mumwe nomumwe akanga ane chikwereti natenzi wake. Akabvunza wokutanga akati, ‘Une chikwereti chakaita sei iwe kuna tenzi wangu?’

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 16

Maonero Ruka 16:5 akapoteredza