Ruka 4:22 BDMCS

22 Vose vakataura zvakanaka pamusoro pake uye vakashamiswa namashoko akanaka akanga achibuda mumuromo make. Vakati, “Ko, uyu haazi mwanakomana waJosefa here?”

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 4

Maonero Ruka 4:22 akapoteredza