Ruka 4:25 BDMCS

25 Ndinokuudzai chokwadi kuti kwakanga kune chirikadzi zhinji muIsraeri panguva yaEria, panguva yakadzivirwa denga kwamakore matatu nehafu uye nzara huru ikavapo panyika yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 4

Maonero Ruka 4:25 akapoteredza