Ruka 6:34 BDMCS

34 Uye kana uchikweretesa kuna vaya vaunotarisira kuti vagodzora, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange vatadzi vanokweretesa kuvatadzi, vachitarisira kuzodzoserwa zvakakwana.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 6

Maonero Ruka 6:34 akapoteredza