Ruka 6:48 BDMCS

48 Akaita somunhu anovaka imba, akachera zvakadzika akavaka hwaro paruware. Mafashamu akati asvika, mafungu akarova imba iyo asi haana kugona kuizungunutsa, nokuti yakanga yakavakwa zvakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 6

Maonero Ruka 6:48 akapoteredza