Ruka 6:6 BDMCS

6 Rimwezve Sabata akapinda musinagoge uye aidzidzisa, zvino pakanga pano murume akanga ano ruoko rwake rworudyi rwakanga rwakakokonyara.

Verenga chitsauko zvakakwana Ruka 6

Maonero Ruka 6:6 akapoteredza