Tito 3:14 BDMCS

14 Vanhu vedu vanofanira kudzidza kuzvipira kuita zvakanaka, kuitira kuti vagone kutibatsira pazvinhu zvinodiwa mazuva ose uye kuti vasararama upenyu husina zvibereko.

Verenga chitsauko zvakakwana Tito 3

Maonero Tito 3:14 akapoteredza