Varoma 13:1 BDMCS

1 Munhu wose anofanira kuzviisa pasi pavatungamiri venyika, nokuti hakuna simba risina kubva kuna Mwari. Vane simba rokutonga vakaiswapo naMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 13

Maonero Varoma 13:1 akapoteredza