Varoma 15:24 BDMCS

24 ndine urongwa hwokuita izvi pandichaenda kuSipeini. Ndinovimba kuti ndichakushanyirai pandichapfuura noko uye kuti muzondibatsira parwendo rwangu ikoko, mushure mokunge ndambofadzwa nokuva nemi kwechinguva.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 15

Maonero Varoma 15:24 akapoteredza