Varoma 2:25 BDMCS

25 Kudzingiswa kunokosha kana uchichengeta murayiro, asi kana uchidarika murayiro, wakangoita sousina kudzingiswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2

Maonero Varoma 2:25 akapoteredza