27 Uyo asina kudzingiswa panyama asi achichengeta murayiro achakutonga iwe, kunyange zvako une murayiro wakanyorwa uye wakadzingiswa, asi uchidarika murayiro.
Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2
Maonero Varoma 2:27 akapoteredza