Varoma 2:29 BDMCS

29 Kwete, munhu anova muJudha kana ari muJudha mukati, uye kudzingiswa kudzingiswa kwomwoyo, noMweya, kwete kwezvakanyorwa. Kurumbidzwa kwomunhu akadaro hakubvi kuvanhu, asi kunobva kuna Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 2

Maonero Varoma 2:29 akapoteredza