Varoma 3:21 BDMCS

21 Asi zvino kururama kwaMwari, kwakaratidzwa kunze kwomurayiro, kuchipupurirwa nomurayiro navaprofita.

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 3

Maonero Varoma 3:21 akapoteredza