Varoma 3:5 BDMCS

5 Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari zvinonyatsoonekwa, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here kana achiisa hasha dzake pamusoro pedu? (Ndiri kutaura namatauriro avanhu).

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 3

Maonero Varoma 3:5 akapoteredza