Varoma 9:11 BDMCS

11 Asi mapatya asati azvarwa, vasati vaita chakanaka kana chakaipa, kuitira kuti kuda kwaMwari pakusarudza kwake kusimbiswe,

Verenga chitsauko zvakakwana Varoma 9

Maonero Varoma 9:11 akapoteredza