Zvakazarurwa 1:1 BDMCS

1 Zvakazarurwa zvaJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari kuti aratidze varanda vake zvinofanira kuitika nokukurumidza. Akazvizivisa nokutumira kwaakaita mutumwa wake kumuranda wake Johani,

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 1

Maonero Zvakazarurwa 1:1 akapoteredza