Zvakazarurwa 1:16 BDMCS

16 Akanga akabata nyeredzi nomwe muruoko rwake rworudyi, uye mumuromo make makabuda munondo unopinza, unocheka mativi ose. Chiso chake chakanga chakaita sezuva rinopenya nokupenya kwaro kwose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 1

Maonero Zvakazarurwa 1:16 akapoteredza