Zvakazarurwa 1:3 BDMCS

3 Akaropafadzwa uyo anoverenga mashoko ouprofita uhu, uye vakaropafadzwa avo vanohunzwa uye vagochengeta pamwoyo yavo zvakanyorwa imomo, nokuti nguva yava pedyo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 1

Maonero Zvakazarurwa 1:3 akapoteredza