Zvakazarurwa 11:6 BDMCS

6 Varume ava vane simba rokuzarira denga kuti mvura irege kunaya panguva yavanenge vachiprofita; uye vane simba rokushandura mvura kuti ive ropa nokurova nyika namatenda amarudzi ose sapavanodira zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 11

Maonero Zvakazarurwa 11:6 akapoteredza