Zvakazarurwa 19:9 BDMCS

9 Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Nyora uti: ‘Vakaropafadzwa avo vakakokwa kuchirariro chokuwana cheGwayana!’ ” Uye akatizve, “Aya mashoko echokwadi aMwari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 19

Maonero Zvakazarurwa 19:9 akapoteredza