Zvakazarurwa 2:14 BDMCS

14 Kunyange zvakadaro, ndine zvinhu zvishoma zvandinovenga pauri: Una vanhu ipapo vanobatisisa dzidziso yaBharamu, uyo akadzidzisa Bharaki kuti anyengere vaIsraeri kuti vatadze vachidya zvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo uye nokuita upombwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 2

Maonero Zvakazarurwa 2:14 akapoteredza