Zvakazarurwa 20:10 BDMCS

10 Uye dhiabhori, uyo akavanyengera, akakandwa mudziva rinopfuta nesafuri, makanga makandwa chikara nomuprofita wenhema. Vacharwadziwa masikati nousiku nokusingaperi-peri.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 20

Maonero Zvakazarurwa 20:10 akapoteredza