Zvakazarurwa 20:8 BDMCS

8 uye achabuda kundonyengera ndudzi dziri kumativi mana enyika, Gogi naMagogi, kuti avaunganidzire kundorwa. Vakawanda sejecha rokumahombekombe egungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvakazarurwa 20

Maonero Zvakazarurwa 20:8 akapoteredza